Other videos

to watch

Comments

what people think about it

wateva1

wateva1

I just hope that the lions do not pay the price at the end

11/09/2017

Rhino_sore_ass

Rhino_sore_ass

Couldn't agree with you more!

11/09/2017

zanalee

zanalee

Government should stop wasting taxpayers money on their luxuries then there will be funds to capture the lions. But no, some trigger happy sob will most likely just open fire on them! Its not their fault they are roaming freely, but the fault of idiotic sub humans!

11/09/2017

Mamerito Lyazzi

Mamerito Lyazzi

Very helpful article

24/10/2017

Concilia Mataga Muhlanga

Concilia Mataga Muhlanga

Zvemberi ndozvinei....mukaka ahurongwe..Vagona baSharon

28/10/2017

Felix Bauti

Felix Bauti

Chibaba icho chinorema

28/10/2017

Desire Sibanda

Desire Sibanda

It's never too late

28/10/2017

Rodreck Kudemba

Rodreck Kudemba

Ndokuita babazve

28/10/2017

Ackim Mike Mdluli

Ackim Mike Mdluli

Good thinking man.

28/10/2017

George Mutizwa

George Mutizwa

Red cross patron....humanitarian ambassador......Baba mwana zvinoda kutendwa oyeeeeeee

28/10/2017

Obert Mukaro

Obert Mukaro

I wish if he was a president, then an old dog Mugabe

28/10/2017

Obert Mukaro

Obert Mukaro

I wish if he was a president, then an old dog Mugabe

28/10/2017

Alexio Mverami

Alexio Mverami

Mashoko iwayo baba mwana mashoko erudo, rudo runobva pakati kati pemoyo,rudo sandi kupokana chinhu chakadyarwa, zvinoda kutendwa

28/10/2017

Malvin Mhiyo

Malvin Mhiyo

Baba sharo mavekuseri kwekuseri ndimi muneyese

27/10/2017

Tasvika Rholings Moyo

Tasvika Rholings Moyo

Kkkkk kkkkk Rombe rombe kana akada anongonotengesa futi imba iyoyo odya mari😆😅😅

27/10/2017

Moyo Gelly

Moyo Gelly

You are only as rich as the people around you

27/10/2017

Patrick Mutangadura

Patrick Mutangadura

yhaa coz anotizwa futi akasadaro

27/10/2017

Mellany Junior B Maukah

Mellany Junior B Maukah

Hez simply the best....a true living legend....Ayaaaaayaaaaa

27/10/2017

Colleen Munyengewa

Colleen Munyengewa

Vakawanda vakuita cash nezita ramwari nemachrch bt hatisi kumbonzwa kuti vatengerawo kanamunhu 1 stand ..ikushorwa nababa avo..Big up basharo zvimwe zvinodakutendwa..

27/10/2017

Silas Razawo

Silas Razawo

Ndiko kuti mdarazve ikoko

27/10/2017

Calistas Sokisi

Calistas Sokisi

Well done baba Sharon God bless you

27/10/2017

Jue Rozay

Jue Rozay

Welldone baba sharo

27/10/2017

Langton Nyamutowera

Langton Nyamutowera

Ndokutenda baba asheron ramba une moyo vakadaro god bless you bro

27/10/2017

Joseph Anderson

Joseph Anderson

zvinotendwa izvi

27/10/2017

Mannex Bhebhe

Mannex Bhebhe

Yaaaaa hachipere zvekumhanya

27/10/2017

Last Wekanyimutape Musapingura

Last Wekanyimutape Musapingura

ubaba chaihwo.thanks mudhara

27/10/2017

Tamuka Chinodya

Tamuka Chinodya

Amboti munhu akawana stand avemambo ndiani, hanzi Macheso akatengera maband members ake mastand, kkkkkkkkk

27/10/2017

Shingie Zvomuya

Shingie Zvomuya

Thanks ba Shero

27/10/2017

Antony Taiziveyi

Antony Taiziveyi

kana zvakawanda ipawo vanoshaya uchatendwa nashe

27/10/2017

Cathy Mukwaira Mtete

Cathy Mukwaira Mtete

Ndokuti baba shero

27/10/2017

Joel Dhlakama

Joel Dhlakama

That's good cheso power! , let that spirit flow to our political leaders also.

27/10/2017

Kudakwashe M Dhliwayo

Kudakwashe M Dhliwayo

1 artist risiri greedy muzimbabwe # Cheso power

27/10/2017

Ford Muchengi

Ford Muchengi

Well-done brother. I hope you have a security policy for your members. But after all, half a loaf is better than no loaf at all.

27/10/2017

Clems Mac Chinyama

Clems Mac Chinyama

Thus being legend nd mature Big up Macheso

27/10/2017

Bongani Bricks Bhebhe

Bongani Bricks Bhebhe

Now we are talking

27/10/2017

Freedom M'tunduwatha Zulu

Freedom M'tunduwatha Zulu

Well done big dhara !

27/10/2017

Raymond Mathambo

Raymond Mathambo

Good Simon chimbetu did the same.mari yemagitare nebhiora zvakafanana kwete kuzoita madonation kutu munhu avigwe kana kuti ubude munyuzupepa I we uchirija pamba pemu moscan anoshupa kunge amai va Dayo veku Mbarevmuna 7th avenue

27/10/2017

Divine Mpofu

Divine Mpofu

baba Shero vakarongeka havo

27/10/2017

Sai Sehlile

Sai Sehlile

Mmmmm Chero mwari vafara nezvamaita n more blessings to u baba Sharon Cheso power.

27/10/2017

Happymore Mucha Mutambara

Happymore Mucha Mutambara

Lets hope they are original stands with genuine documents otherwise we will see it again on Social media with a headline:MACHESO DUPED or MACHESO'S BAND MEMBERS BUILT HOUSES ON UNSANCTIONED LAND

27/10/2017

Washington Mahundi

Washington Mahundi

Zvarwadzaka!

27/10/2017

Jackson Makos

Jackson Makos

Well done xtrabasso

27/10/2017

Tee Van Fore

Tee Van Fore

unovada koyinini haundide here

27/10/2017

Simon Kadzere

Simon Kadzere

VaMacheso, ndinokutendai zvikuru nekushanda kwakanaka kwamuri kuita neBand renyu.MaBig companies ari kutadza kuita zvakadai kuvashandi vavo asi mavamucherechedzo vakanaka.Saka makapihwa Ambassadorial role ne Red Cross.

27/10/2017

Anyway Tapfuma

Anyway Tapfuma

kkkkkkkk yah godo rako Emmanuel hona wakumairwa mumusoro

27/10/2017

Mutasa Nyambo

Mutasa Nyambo

What a great stance taken by our icon. I, for one, salute you Baba Shero

27/10/2017

Edson Mazira

Edson Mazira

Zvinoda kutendwa Nekuti ndezvashe, zvakanaka zvakadaro. Vapupuri tapupurawo, ticharondawo matsimba isu vanamurondatsimba. Ndanga ndakanganwa something: MOBVA MANGONDITENGERAWO ETYM KA VAMACHESO? HANTY MANGOONAWO MY STATEMENT ABOVE KUTI NDIRI BIG FAN FOR YOUR MUSIC? KKKKK

27/10/2017

Collins Musukutwa

Collins Musukutwa

majaira white elephants .kudos baShero .

27/10/2017

Edmond Mashie

Edmond Mashie

Bashero mdharaaa,mheno zvavo vanaFranko vakaita mawara,vanozvidemba kikkkk

27/10/2017

Maxwell Kanyandura

Maxwell Kanyandura

Mudzimu hauite

27/10/2017

Kozanayi Mhlanga

Kozanayi Mhlanga

Zvinotendwa izvozvi ,, well done Baba Shero

27/10/2017

Kozanayi Mhlanga

Kozanayi Mhlanga

Emmanuel anoda kubatsirwa anenge ane dambudziko upstairs ,saka mashavi ehuroyi asingaperi muvanhu vatema nekuti mafungiro akadai anengozi huru kune vari pedyo nepfungwa isingatendi chakanaka, zvisinei well done Baba Shero

27/10/2017

Clever Pumani

Clever Pumani

True

27/10/2017

Clever Pumani

Clever Pumani

Wakanyanya mdhara, pamberi nerudo Mwari vanokupa zvizhinji.

27/10/2017